Hunzi MIKE Akarara NeMbudzi Akaonekwa Aine Mvere Muchiuno Arara Nembudzi

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 28 мар 2025
  • #foryou #news #trending #africa #viralvideo #love #
  • ВидеоклипыВидеоклипы

Комментарии • 37

  • @TanyaAyanda
    @TanyaAyanda 9 дней назад +3

    Ndoona sevari kumupomerawo nhemha

  • @Bigshaw79
    @Bigshaw79 7 дней назад +1

    Achibva apa ngaende ku police

  • @PrisciniaMakurumure
    @PrisciniaMakurumure 8 дней назад +1

    KwaBushu mabishu
    KwaMakope nyaya dzembudzi
    Kwakandeya dzehurombwa
    KwaNyamaropa aiwa uku kunotongwa nyaya dzinorwadza kuurayiwa kwe vakadzi, vakadzi vanoshungurudzwa

  • @TalentChipomho-l4p
    @TalentChipomho-l4p 8 дней назад +1

    Awa vanhu vanonyepera munhu ava makawenga Mike imi ene Mike ati sekuru wakati unozorora mumba umu kana uchida

  • @ChauChaurura
    @ChauChaurura 9 дней назад

    Chief Makope ,,, Mambo vanorova kamwe kachirungu soo

  • @Neverkamoto
    @Neverkamoto 9 дней назад +1

    Kkkkk maikorooo 😂😂😂😂

  • @tobs7968
    @tobs7968 9 дней назад +2

    Zvese zvidhara zviri mudare umu including chief vacho vese vakakura vachikwira mbudzi .

  • @susangwangwara6753
    @susangwangwara6753 9 дней назад +3

    wakazviona sei kuti mbudzi ya repwa

  • @PrisciniaMakurumure
    @PrisciniaMakurumure 8 дней назад +2

    Uyu murume uyu arikupomherwa 😢

  • @Leona-m9j
    @Leona-m9j 9 дней назад

    Kuchayendeka here kubasa kwemukadzi teacher. Zvinonyadzisa. I hope mukadzi wake navatezvara vanoona video iri.

  • @victormuhwati-ni3zf
    @victormuhwati-ni3zf 9 дней назад +1

    Ko sei kwa Makope kuchingotongwa dzembudzi chete kkkkkk

  • @munyaradzinherera3383
    @munyaradzinherera3383 7 дней назад

    Mbudzi dziri patight.

  • @LoreenManduna
    @LoreenManduna 9 дней назад +1

    Ko sei mbudzi yanga yakanyarara ichirohwa kolototo

  • @TalentChipomho-l4p
    @TalentChipomho-l4p 8 дней назад +1

    Baba muripakati munevhavhu kuda basa here

  • @IsaacMadhlangove-q8c
    @IsaacMadhlangove-q8c 3 дня назад

    Fodya ingapiswe nemunhu akadhakwa hre nhai mambo

  • @EmergeGwetera-h1r
    @EmergeGwetera-h1r 9 дней назад +2

    Mupurisa wamambo chero chiri chokwadi anedzvene

  • @ArthurMapfumo-v7c
    @ArthurMapfumo-v7c 19 часов назад

    Mbudzi yakarohwa bota zviripachena izvi.

  • @JohnBrandy-n9q
    @JohnBrandy-n9q 5 дней назад

    Why uku kuchingokwirwa mbudzi chete hakuna dzimwe mhosva hre ,ko idzo dzripakati idzo dzrikungozhinya boe hre ndedzekumama idzo

  • @phillthedrill
    @phillthedrill 9 дней назад

    Hapana justice apa, here is what i gathered the lady says she heard the noise and thought that it was a dog. If the goat was tied to a tree or whatever her though should have gone to the goat. Munhu wese anogara kumusha, unoziva kuti when you return pachivanze pako you scan kuona kuti is everything is normal here, am sure the 1st thing she must have noticed kuti mbudzi is nolonger pamuti or whatever. Since the guy said pamusha pane around 5 mbudzi how come they never asked ambuya avo kuti dzimwe mbudzi dzaivepi? dzakasungirirwa here or not

  • @TalentChipomho-l4p
    @TalentChipomho-l4p 8 дней назад

    Ngei kuroverera Mike zvakadaro blaz varipakati mune dzungu ene munorohwa nechidhobho kutaura kwasabhuku humbowo here blaz mandibhowa uye makamuroverei mbama matondibhowa soo Mike enda hako kumba kwenyu ndazoona wakazvirimira gold leaf rako vane jealous ava

  • @EmergeGwetera-h1r
    @EmergeGwetera-h1r 9 дней назад +1

    Ko Mumba munorara mbudzi munozororeka sei nekunhuhwa

  • @TrinityTaruvinga-j1b
    @TrinityTaruvinga-j1b 7 дней назад

    Varikuda kuunyepera munhu ava

  • @IsaacMadhlangove-q8c
    @IsaacMadhlangove-q8c 3 дня назад

    Dare renyu harina order kna rinehudyire nekumaka munhu kti arima fodya yeke dare rembavha shitiiii

  • @nicholasfungurani9677
    @nicholasfungurani9677 5 дней назад

    Mudare umu unogona kutomanikidzwa kuti ubvume mhosva. Havagoni kutonga zvachose. Unotonzi bvuma bvuma.

  • @tmaktmak1464
    @tmaktmak1464 9 дней назад +1

    Mbudzi dze Shangure dziri munhamo😅

    • @FaraiChekera
      @FaraiChekera 9 дней назад

      Mambo weshangure ibenzi rinotongera chidofo

  • @PaulineMuchochomi
    @PaulineMuchochomi 3 дня назад

    Munhu haana kurepa mbudzi uyu arikupomerwa

  • @FaraiChekera
    @FaraiChekera 9 дней назад

    Nyangwe mvura ikanaya hazvimbobatsiri, rinhi rese kuunganira kutandarira nhando idzodzi

  • @nicholasfungurani9677
    @nicholasfungurani9677 5 дней назад

    Ndosaka ndichiteerera hangu Mutasa. Zvimwe zvimatare izvi zvinotonga nyaya dzisina musoro

  • @Fchidawaya
    @Fchidawaya 9 дней назад

    Aka kwira mbudzi uyo zviri pachena

  • @evernicekambudzi5636
    @evernicekambudzi5636 3 дня назад

    Mukomana mhosva haana uyu revenge chete shame

  • @patmambume7321
    @patmambume7321 9 дней назад

    Mupurisa wasabhuku dzungu nxaaa wandibhohwa

  • @LynetJambgwa
    @LynetJambgwa 8 дней назад

    Ambuya vari kuda muzukuru kuti abatsire sekuru mugumbeze

  • @EmergeGwetera-h1r
    @EmergeGwetera-h1r 9 дней назад +5

    Mupurisa wamambo dzungu ngaaite shoma

  • @mindjamesmatazhu7347
    @mindjamesmatazhu7347 8 дней назад

    Mupurisa wamambo masimiro ako unedzvene wakapusiswa